2 Madzimambo 25:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akagadza Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, kuti atonge vanhu vaakanga asiya muJudha.

2 Madzimambo 25

2 Madzimambo 25:12-24