2 Madzimambo 25:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mbiru imwe neimwe yaiva yakareba makubhiti gumi namaserea. Musoro wendarira waiva pamusoro pembiru wakanga wakareba makubhiti matatub uye wakanga wakashongedzwa nomumbure uye namatamba endarira akanga akaupoteredza. Imwe mbiru nomumbure wayo yakanga yakadarowo.

2 Madzimambo 25

2 Madzimambo 25:15-23