2 Madzimambo 25:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nebhuzaradhani mukuru wavarindi akaendesa kuutapwa vanhu vakanga vasara muguta, pamwe chete navamwe vanhu vose zvavo navaya vakanga vaenda kuna mambo weBhabhironi.

2 Madzimambo 25

2 Madzimambo 25:6-16