2 Madzimambo 24:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo zvinhu izvi zvakaitika kuna Judha sezvazvakarayirwa naJehovha, kuitira kuti avabvise pamberi pake nokuda kwezvivi zvaManase nezvose zvaakaita,

2 Madzimambo 24

2 Madzimambo 24:1-9