2 Madzimambo 24:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvakaitika kuJerusarema neJudha nokuda kwehasha dzaJehovha, uye pakupedzisira akavabvisa pamberi pake. Zvino Zedhekia akamukira mambo weBhabhironi.

2 Madzimambo 24

2 Madzimambo 24:10-20