2 Madzimambo 24:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zedhekia akanga ana makore makumi maviri nerimwe chete paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore gumi nerimwe. Zita ramai vake rainzi Hamutari mwanasikana waJeremia; vaibva kuRibhina.

2 Madzimambo 24

2 Madzimambo 24:8-20