2 Madzimambo 24:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoyakini mambo weJudha, namai vake, navaranda vake, namakurukota ake, navabati vake vakazvipira vose kwaari. Mugore regumi namasere rokutonga kwamambo weBhabhironi, akatora Jehoyakini akamuita musungwa.

2 Madzimambo 24

2 Madzimambo 24:3-20