2 Madzimambo 23:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvazvo vaprista vamatunhu akakwirira vakanga vasingashumiri paaritari yaJehovha muJerusarema, vakadya zvingwa zvisina mbiriso pamwe chete nehama dzavo vaprista.

2 Madzimambo 23

2 Madzimambo 23:6-15