2 Madzimambo 23:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoyakimi akapa Faro Neko sirivha negoridhe sezvaakanga areva. Kuti aite izvozvo, akaripisa vanhu vomunyika imomo mutero achitora sirivha negoridhe kubva kuvanhu venyika maererano nezvavakanga vatarirwa.

2 Madzimambo 23

2 Madzimambo 23:30-37