2 Madzimambo 23:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akamira pambiru akavandudza sungano pamberi paJehovha, kuti atevere Jehovha uye achengete zvaakarayira, nezvaakatema nemitemo yake nomwoyo wake wose, nomweya wake wose nokudaro achisimbisa mashoko esungano akanyorwa mubhuku iri. Ipapo vanhu vose vakazvipira kusungano.

2 Madzimambo 23

2 Madzimambo 23:2-8