2 Madzimambo 23:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josia akaita zvimwe chetezvo sezvaakanga aita paBheteri akabvisa uye akashatisa temberi dzose dzapamatunhu akakwirira dzakanga dzavakwa namadzimambo eIsraeri mumaguta eSamaria, akanga atsamwisa Jehovha,

2 Madzimambo 23

2 Madzimambo 23:16-29