2 Madzimambo 22:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti vakandirasa, vakapisira zvinonhuwira kuna vamwe vamwari, vakanditsamwisa nokuda kwezvifananidzo zvose zvavakaita namaoko avo, kutsamwa kwangu kuchapfuta pamusoro penzvimbo ino uye hakungadzimwi.’

2 Madzimambo 22

2 Madzimambo 22:15-20