2 Madzimambo 22:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hirikia muprista, naAhikami, naAkibhori, naShafani naAsaya vakaenda kundotaura naHuridha muprofitakadzi, akanga ari mukadzi waSharumi mwanakomana waTikivha, mwanakomana waHarihasi, muchengeti wenguo. Aigara muJerusarema, muDunhu reChipiri.

2 Madzimambo 22

2 Madzimambo 22:13-20