2 Madzimambo 22:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akarayira Hirikia muprista, naAhikami mwanakomana waShafani, naAkibhori mwanakomana waMikaya, naShafani munyori, naAsaya muranda wamambo achiti,

2 Madzimambo 22

2 Madzimambo 22:9-16