2 Madzimambo 21:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabayira mwanakomana wake mumoto, akaita uroyi nokuvuka, akabvunza masvikiro navavuki. Akaita zvakaipa zvakawanda pamberi paJehovha, akamutsa hasha dzake.

2 Madzimambo 21

2 Madzimambo 21:3-8