2 Madzimambo 20:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Dzokera undoudza Hezekia, mutungamiri wavanhu vangu kuti, “Zvanzi naJehovha, Mwari wababa vako Dhavhidhi, ‘Ndanzwa munyengetero wako uye ndaona misodzi yako; ndichakuporesa. Nezuva retatu kubva zvino uchakwira kutemberi yaJehovha.

2 Madzimambo 20

2 Madzimambo 20:1-15