2 Madzimambo 20:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Haiwa Jehovha, rangarirai kuti ndakafamba sei pamberi penyu nokutendeka uye nomwoyo wose uye ndikaita zvakanaka pamberi penyu.” Hezekia akachema zvikuru.

2 Madzimambo 20

2 Madzimambo 20:1-10