2 Madzimambo 20:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo nguva ichasvika yokuti zvose zviri mumuzinda mako, nezvose zvakaunganidzwa nababa vako kusvikira pazuva ranhasi, zvichatakurwa zvichiendeswa kuBhabhironi. Hapana chichasara, ndizvo zvinotaura Jehovha.

2 Madzimambo 20

2 Madzimambo 20:15-19