2 Madzimambo 20:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyo yaMerodhaki-Bharadhani mwanakomana waBharadhani mambo weBhabhironi akatumira tsamba nechipo kuna Hezekia, nokuti akanga anzwa nezvokurwara kwaHezekia.

2 Madzimambo 20

2 Madzimambo 20:9-19