2 Madzimambo 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vayambuka, Eria akati kuna Erisha, “Nditaurire, unoda kuti ndikuitirei ndisati ndatorwa kubva kwauri?” Erisha akapindura akati “Ndipei migove miviri yomweya wenyu.”

2 Madzimambo 2

2 Madzimambo 2:2-10