2 Madzimambo 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Eria akatizve kwaari, “Gara pano; nokuti Jehovha andituma kuJorodhani.” Iye akapindura akati, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu uye noupenyu hwenyu, handikusiyei. Saka vakafamba vose vari vaviri.

2 Madzimambo 2

2 Madzimambo 2:1-13