2 Madzimambo 2:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vomuguta vakati kuna Erisha, “Tarirai, tenzi wedu, guta iri riri pakanaka, asi sezvamunoona henyu, mvura yacho yakaipa uye nyika yacho haina zvibereko.”

2 Madzimambo 2

2 Madzimambo 2:9-23