2 Madzimambo 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vakaramba vachimugombedzera kusvikira anyara kwazvo kuti avarambidze. Saka akati, “Vatumei henyu.” Saka vakatuma varume makumi mashanu vakandomutsvaka kwamazuva matatu asi havana kumuwana.

2 Madzimambo 2

2 Madzimambo 2:12-25