2 Madzimambo 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Erisha akazviona akadanidzira nenzwi guru akati, “Baba vangu! Baba vangu! Ngoro navarume vamabhiza veIsraeri!” Zvino Erisha haana kuzomuonazve. Ipapo akabata nguo dzake akadzibvarura napakati.

2 Madzimambo 2

2 Madzimambo 2:2-19