2 Madzimambo 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha paakanga ava kuda kutora Eria nechinyamupupuri kuti amuendese kudenga, Eria naErisha vakanga vari munzira vachibva kuGirigari.

2 Madzimambo 2

2 Madzimambo 2:1-10