2 Madzimambo 19:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usiku ihwohwo mutumwa waJehovha akaenda akauraya varume zviuru zana namakumi masere nezvishanu mumusasa wavaAsiria. Vanhu pavakati vachimuka mangwana acho, wanei heyo mitumbi yavakafa!

2 Madzimambo 19

2 Madzimambo 19:28-37