2 Madzimambo 19:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti wakanditsamwira uye kuzvikudza kwako kwasvika munzeve dzangu, ndichaisa chiredzo changu mumhino dzako, nematomhu angu mumuromo mako, uye ndichakuita kuti udzokere nenzira yawakauya nayo.’

2 Madzimambo 19

2 Madzimambo 19:25-37