2 Madzimambo 19:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vawo, vakapedzwa simba, vakavhundutswa uye vakanyadziswa. Vakafanana nembesa dziri muminda, samabukirwa omuriwo mutete akasvibira, souswa huri pamusoro pemba, hwakatsva husati hwakura.

2 Madzimambo 19

2 Madzimambo 19:16-28