2 Madzimambo 19:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Isaya mwanakomana waAmozi akatuma shoko kuna Hezekia akati, “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri: Ndanzwa munyengetero wako pamusoro paSenakeribhi mambo weAsiria.

2 Madzimambo 19

2 Madzimambo 19:12-29