2 Madzimambo 18:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hezekia akanga achivimba naJehovha, Mwari waIsraeri. Kwakanga kusina akafanana naye pakati pamadzimambo ose eJudha, vakamutangira kana vakamutevera.

2 Madzimambo 18

2 Madzimambo 18:2-12