2 Madzimambo 18:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiani wavamwari vose venyika idzi akagona kuponesa nyika yake kubva kwandiri? Zvino Jehovha achanunura Jerusarema sei kubva muruoko rwangu?”

2 Madzimambo 18

2 Madzimambo 18:32-37