2 Madzimambo 18:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Musateerera Hezekia. Zvanzi namambo weAsiria: Itai rugare neni mugouya kuno kwandiri. Ipapo mumwe nomumwe wenyu achadya zvinobva pamuzambiringa wake napamuonde wake, uye achanwa mvura inobva muchirongo chake,

2 Madzimambo 18

2 Madzimambo 18:24-34