2 Madzimambo 18:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo Hezekia mambo weJudha akabvisa goridhe raakanga afukidza naro makonhi nembiru dzamakonhi etemberi yaJehovha, akazvipa kuna mambo weAsiria.

2 Madzimambo 18

2 Madzimambo 18:13-19