2 Madzimambo 18:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvakaitika nokuti vakanga vasina kuteerera Jehovha Mwari wavo, asi vakanga vadarika sungano yake nezvose zvakanga zvarayirwa naMozisi muranda waJehovha. Vakaramba kunzwa mirayiro kana kuiita.

2 Madzimambo 18

2 Madzimambo 18:6-19