2 Madzimambo 17:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, rudzi rumwe norumwe rwakazviitira vamwari varwo mumaguta mazhinji mavaigara, vakavamisa mudzimba dzokunamatira dzakanga dzaitwa navanhu veSamaria mumatunhu akakwirira.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:24-32