2 Madzimambo 17:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati abvarura Israeri kubva muimba yaDhavhidhi, vakaita Jerobhoamu mwanakomana waNebhati mambo wavo. Jerobhoamu akatsausa Israeri pakutevera Jehovha akavaita kuti vaite chivi chikuru.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:11-24