2 Madzimambo 17:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi havana kuda kuteerera uye vakava nemitsipa mikukutu sezvakanga zvakaita madzibaba avo, avo vasina kuvimba naJehovha Mwari wavo.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:5-23