2 Madzimambo 17:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakapisa zvinonhuwira panzvimbo dzose dzakakwirira, sezvakanga zvichiitwa nendudzi dzakadzingwa pamberi pavo naJehovha. Vakaita zvinhu zvakaipa zvakamutsa hasha dzaJehovha.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:6-14