2 Madzimambo 17:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore regumi namaviri raAhazia mambo weJudha, Hoshea mwanakomana waEra akava mambo weIsraeri muSamaria, uye akatonga kwamakore mapfumbamwe.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:1-9