2 Madzimambo 16:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weAsiria akamunzwa ndokubva andorwisa Dhamasiko akarikunda. Akaendesa vanhu varo kuKiri uye akauraya Rezini.

2 Madzimambo 16

2 Madzimambo 16:4-14