2 Madzimambo 16:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ahazia akatuma nhume kuna Tigirati-Pireseri mambo weAsiria akati, “Ndiri muranda wenyu nomwanakomana wenyu. Uyai kuno mundinunure kubva muruoko rwamambo weAramu norwamambo weIsraeri vari kundirwisa.”

2 Madzimambo 16

2 Madzimambo 16:1-10