2 Madzimambo 16:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo Ahazia akabvisa mapuranga omumativi uye akabvisawo madhishi pazvigadziko zvinofambiswa. Akabvisa Gungwa kubva panzombe dzendarira dzairitsigira akarigadzika pahwaro hwedombo.

2 Madzimambo 16

2 Madzimambo 16:8-20