2 Madzimambo 15:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore ramakumi matatu namasere raAzaria mambo weJudha, Zakaria mwanakomana waJerobhoamu akava mambo weIsraeri muSamaria, uye akatonga kwemwedzi mitanhatu.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:6-13