2 Madzimambo 15:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jotamu akazorora namadzibaba ake uye akavigwa pamwe chete navo muGuta raDhavhidhi, guta rababa vake. Ahazia mwanakomana wake akamutevera paumambo.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:28-38