2 Madzimambo 15:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe wamakurukota ake, ainzi Peka mwanakomana waRemaria, akamumukira. Akatora varume makumi mashanu veGireadhi, akauraya Pekahia pamwe chete naArigobhi naArie, munhare yomuzinda wamambo weSamaria. Saka Peka akauraya Pekahia uye akamutevera paumambo.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:17-35