2 Madzimambo 15:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore ramakumi mashanu raAhazia mambo weJudha, Pekahia mwanakomana waMenahemi akava mambo weIsraeri muSamaria, akatonga kwamakore maviri.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:18-32