2 Madzimambo 15:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo Menahemi, akarwisa Tifisa navose vaiva muguta nenzvimbo dzaiva pedyo, achitanga kubva paTiriza, nokuti vakanga varamba kuzarura masuo avo. Akaparadza Tifisa uye akatumbura vakadzi vaiva nemimba.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:10-24