2 Madzimambo 15:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Menahemi mwanakomana waGadhi akaenda kuSamaria achibva kuTiriza. Akarwisa Sharumi mwanakomana waJabheshi muSamaria, akamuuraya iye akamutevera paumambo.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:6-19