2 Madzimambo 15:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka shoko raJehovha rakataurwa kuna Jehu richiti, “Vana vako vachagara pachigaro choushe chaIsraeri kusvikira kurudzi rwechina,” rakazadziswa.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:2-14