2 Madzimambo 14:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino zvimwe zvakaitwa pakutonga kwaJerobhoamu, nezvose zvaakaita, nokukunda kwake pakurwa, pamwe nokuti akadzorera sei Dhamasiko neHamati kuIsraeri, aimbova maguta eJudha, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eIsraeri?

2 Madzimambo 14

2 Madzimambo 14:20-29